Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munhu atojairira kuita chinhu.
Wedzinza rako akafa karekare.
Musikana akanaka ari mutete
Zita rinoreva chigero.
Mwanasikana asati ayaruka
Musikana mupfupi ane muviri mukuru
Muriwo wakawanda.
Maruva akawanda kana mari yakawanda.
Munda unorima nzungu nenyimo.
Mukadzi atadza kuita mwana.
Vabereki vakafirwa nevana vese.
Munhu anoita basa rekunonga zvakasarira muminda yavamwe.
Musikana murefu akanaka chaizvo pameso nepachimiro pake ari mutete
Murume abve zera anonoka kuorora.
Mukadzi akasvinukisa anoti akaroorwa nemurume aanogara naye iye otizira kune umw...
Munhukadzi anodanana nemumwe murume ari pamurume wake
Munhu ane misikanzwa asingatsiurika kana kudzoreka.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more