Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munda kana gomba rakakura.
Munda mukuru wakarimwa.
Munda mudiki wokurimira fodya.
Munorara mombe nemadhongi.
Mwana wekutanga kuzvarwa mumhuri.
Panochengeterwa mashamba nemanhanga.
Panogara varume vakuru navakomana vabve zera vanogona vachidziya moto wehuni dze...
Denderedzwa rinotamibira vanhu mukati maro.
Munhu uya anenge akapusa zvakanyanya.
Vanhu vakawanada vachishanda vakazara kose kose, kusanganisira zvipfuyo.
Sango retsanga.
Munhukadzi mupfupi ane muviri mukuru ane nyama dzakarembera
Imba inochengeterwa urwere kana hwakomba
Munogara shiri.
Nzvimbo ine miti nesora zvakawanda uye zvakanyanyobatana.
Munotambirwa navana vachishambira.
Mukadzi murefu ane muviri mukuru asi ari munhu anomhanya mhanya
Munda unorimwa tsenza kana mupunga kuchigara kuine hunyoro.
Buy cheap Laptops in end of month sale
Duto re hundi zvirimwa zvakafanana nemapfunde, mhunga, zviyo kana mupunga zvinop...
Vanhu vomhanya vari pamwepo vakaungana.
Musha usisina anogarapo, vanhu vakatama kana vakapera kufa.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more