Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munhu anoshopera nekushandisa mishonga yechivanhu kurapa
Munhu anoshopera/kukanda hakata.
Munhu ane misikanzwa isingaiti anonzi tsvuuramuromo.
Chikamu chemunda chapwiwa kuti munhu asakure. Zvinoreva zvakare chikamu chemunda...
Munhu anoda kuti zvakanaka zvese zvive zvake ega.
Munhu anogara achingorwara rwara.
Mwana achangobviswa pazamu
Munochengeterwa chibage chisati chatokonorwa.
Mwana mukomana wekutanga wamambo kana anotanga kuzvarwa mumba.
Rume rine zimhumhu guru uye riine simba.
Uswa hwakawanda huri hwekupfirira imba.
Mukadzi kana murume asingabereki.
Imba yaShe.
Munhu akapambwa pahondo achibva kune imwe nyika.
Matunhu akapoteredzapanogara munhu kana chinhu.
Nzvimbo inovigwa rusvava
Mwana akafirwa nevabereki.
Vanhu vakawanda kana vachishandira doro.
Munhu anotumwa nemashoko
Buy cheap Laptops in end of month sale
Munhu anotumwa ne mashoko.
Munhu anotanga kana kudenha vamwe.
Imba ine makamuri akawanda anoenda mudenga.
Munhu anogara akabata badza ari mumunda.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more