Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Nzvimbo iri pakati pezvimwe zvinhu.
Paya panogara mhuka dzinodyiwa navanhu.
Vajana vemombe vanodzikokorodza kana ava masikati kuti dzimbozorora kufamba neku...
Kuenda kana kuratidza divi riri pazasi.
Nzvimbo isiri kure.
Gomba rinochengeterwa mbambaira
Mwana anofira mudumbu.
Murume akafirwa nemukadzi.
Munhurume murombo asina pfuma.
Mwanasikana achiri wechidikidiki vkuakore anosvika mashanu kana manomwe ava kunz...
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more