Includes: Vanhurume, Vanhukadzi, Vana, Madunhurirwa, Mazera, Mabasa, Nzvimbo
Munhu ane mumhu mudiki chaizvo.
Munhu anotaurisa
Munhu anotenderera tenderera.
Mwana anozvarwa ari ega mumhuri
Munhu ane rukwato - uye ane katsika kekukwata mudzimba dzevamwe.
Musha uri kwawo wega kusina vamwe
Madzimai ane Chinangwa chimwe chete akaungana.
Marindo evasikana kana vakomana vasina kuroora kana kuroorwa.
Kutiva kwedenga remba
Kuenda kana kuratidza divi riri pamusoro.
Nzvimbo iri chinhambwe chakareba.
Kudivi rweruboshwe.
Kudivi rwerudyi.
Zita rinoreva kuzvidza.
Kufudza hwai.
Munhu asinganzwisise ane nharo.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more